Genesi 31:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Ko zvawakatiza pamusana pokuda kudzokera kumusha kwababa wako, wakagobireiko vamwari vangu?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀino, kana wakaɗa kuenda hako, ɀawakaŋga ucishuʋa ɀikuru imba yaɓaɓa ʋako, wagoɓireiko ʋamŋari ʋaŋgu? See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Zvino, kana wakada kuenda hako, zvawakanga uchishuva zvikuru imba yababa vako, wagobireiko vamwari vangu?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Ko zvawakatiza pamusana pokuda kudzokera kumusha kwababa wako, wakagobireiko vamwari vangu?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Ko zvawakatiza pamusana pokuda kudzokera kumusha kwababa wako, wakagobireiko vamwari vangu?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Zvino wakada kuenda nokuda kwokushuva kudzokera kuimba yababa vako. Asi wakabireiko vamwari vangu?” See the chapter |