Online Bible

- Advertisements -

Genesi 31:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Tenzi akataurira Jakobho kuti, “Chidzokera kunyika yamadzibaba ako, kunyika yokwako. Ini ndichava newe.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Jehova akati kunaJakobo: Dzokera kunyika yamadziɓaɓa ako, nokuhama dzako; ini ndicaʋa newe.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Jehovha akati kuna Jakobho, “Dzokera kunyika yamadzibaba ako, nokuhama dzako; ini ndichava newe.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Tenzi akataurira Jakobho kuti, “Chidzokera kunyika yamadzibaba ako, kunyika yokwako. Ini ndichava newe.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Tenzi akataurira Jakobho kuti, “Chidzokera kunyika yamadzibaba ako, kunyika yokwako. Ini ndichava newe.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Ipapo Jehovha akati kuna Jakobho, “Dzokera kunyika yamadzibaba ako nokuhama dzako, uye ndichava newe.”

See the chapter Copy

Genesi 31:3

Follow us:

Advertisements

Advertisements