Online Bible

- Advertisements -

Genesi 31:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Izvozvi ndinogona zvangu kukuita chimwe chinhu, dai pasina Mwari wababa vako ataura neni usiku hwanhasi achiti, ‘Usambotaura zvako kana chii zvacho chakaipa kuna Jakobho.’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ndinesimba paruʋoko rwaŋgu rokukuitira ɀakaipa; asi Mŋari waɓaɓa ʋako wakataura neni ʋusiku bgazuro, akati: Cenjera, kuti urege kutaura kunaJakobo kana cakanaka kana cakaipa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Ndine simba paruoko rwangu rokuitira zvakaipa; asi Mwari wababa vako akataura neni usiku hwazuro, akati, ‘Chenjera, kuti urege kutaura kuna Jakobho kana chakanaka kana chakaipa.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Izvozvi ndinogona zvangu kukuita chimwe chinhu, dai pasina Mwari wababa vako ataura neni usiku hwanhasi achiti, ‘Usambotaura zvako kana chii zvacho chakaipa kuna Jakobho.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Izvozvi ndinogona zvangu kukuita chimwe chinhu, dai pasina Mwari wababa vako ataura neni usiku hwanhasi achiti, ‘Usambotaura zvako kana chii zvacho chakaipa kuna Jakobho.’

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Ndine simba rokukukuvadza; asi usiku Mwari wababa vako ati kwandiri, ‘Chenjera kuti urege kutaura chinhu chipi zvacho kuna Jakobho, chakanaka kana chakaipa.’

See the chapter Copy

Genesi 31:29

Follow us:

Advertisements

Advertisements