Genesi 31:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ungabva watorega nokundiwanisa kana mukana wokuti nditsvode vazukuru vangu navabvana vangu ndichionekana navo? Zvawaita izvi ndezvoupenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Hauna‐kunditendera kuti ndiȿete ʋanakomana ʋaŋgu naʋakunda ʋaŋgu. Ɀino waita seɓenzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Hauna kunditendera kuti nditsvode vanakomana vangu navakunda vangu. Zvino waita sebenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ungabva watorega nokundiwanisa kana mukana wokuti nditsvode vazukuru vangu navabvana vangu ndichionekana navo? Zvawaita izvi ndezvoupenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Ungabva watorega nokundiwanisa kana mukana wokuti nditsvode vazukuru vangu navabvana vangu ndichionekana navo? Zvawaita izvi ndezvoupenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Hauna kunditendera kutsvoda vazukuru vangu kana kuonekana navanasikana vangu. Waita zvoupenzi. See the chapter |