Online Bible

- Advertisements -

Genesi 31:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Rabhani akati kuna Jakobho, “Ndicho chii ichochi chawandiitira, kundinyengedza kudai, uchitutana navabvana vangu senhapwa dzokubatira mapfumo?

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ɀino Rabani akati kunaJakobo: Waita seiko iwe, nokuti wandinyeŋgedzera, ukaenda naʋakunda ʋaŋgu ʋakaita saʋakatapxa nomunondo?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Zvino Rabhani akati kuna Jakobho, “Waita seiko iwe, nokuti wandinyengedzera, ukaenda navakunda vangu vakaita savakatapwa nomunondo?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Rabhani akati kuna Jakobho, “Ndicho chii ichochi chawandiitira, kundinyengedza kudai, uchitutana navabvana vangu senhapwa dzokubatira mapfumo?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Rabhani akati kuna Jakobho, “Ndicho chii ichochi chawandiitira, kundinyengedza kudai, uchitutana navabvana vangu senhapwa dzokubatira mapfumo?

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Ipapo Rabhani akati kuna Jakobho, “Waiteiko? Wandinyengera, uye watakura vanasikana vangu senhapwa muhondo.

See the chapter Copy

Genesi 31:26

Follow us:

Advertisements

Advertisements