Genesi 31:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Kuzoti hwave usiku, Mwari akauya mukurota kuna Rabhani muAramu akamuyambira achiti, “Usambotaura zvako kana chii zvacho chakaipa kuna Jakobho.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Mŋari akaʋuya kunaRabani, muAramia, pakurota ʋusiku, akati kwaari: Cenjera, kuti urege kutaura kunaJakobo cinhu, kana cakanaka kana cakaipa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Mwari akauya kuna Rabhani, muAramu, pakurota usiku, akati kwaari, “Chenjera, kuti urege kutaura kuna Jakobho chinhu, kana chakanaka kana chakaipa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Kuzoti hwave usiku, Mwari akauya mukurota kuna Rabhani muAramu akamuyambira achiti, “Usambotaura zvako kana chii zvacho chakaipa kuna Jakobho.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Kuzoti hwave usiku, Mwari akauya mukurota kuna Rabhani muAramu akamuyambira achiti, “Usambotaura zvako kana chii zvacho chakaipa kuna Jakobho.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Ipapo Mwari akasvika kuna Rabhani muAramu mukurota usiku uye akati kwaari, “Chenjera kuti urege kutaura chinhu chipi zvacho kuna Jakobho, chakanaka kana chakaipa.” See the chapter |