Genesi 31:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kuzoti kwapera mazuva matatu, Rabhani akaudzwa kuti Jakobho akatiza. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino nomusi wetatu Rabani akaʋudzwa kuti Jakobo watiza. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Zvino nomusi wetatu Rabhani akaudzwa kuti Jakobho watiza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kuzoti kwapera mazuva matatu, Rabhani akaudzwa kuti Jakobho akatiza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Kuzoti kwapera mazuva matatu, Rabhani akaudzwa kuti Jakobho akatiza. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Pazuva rechitatu Rabhani akazoudzwa kuti Jakobho akanga atiza. See the chapter |