Online Bible

- Advertisements -

Genesi 31:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Nokudaro akatiza nezvose zvaakanga anazvo akayambuka rwizi rwaYufuratesi, akafamba akananga kunyika yeGireadhi yamakomo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Naiɀoɀo wakatiza neɀose ɀaakaŋga anaɀo; akasimuka, akayambuka Rwizi, akariŋgira kugomo reGiriadi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Naizvozvo akatiza nezvose zvaakanga anazvo; akasimuka, akayambuka Rwizi, akaringira kugomo reGiriadhi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Nokudaro akatiza nezvose zvaakanga anazvo akayambuka rwizi rwaYufuratesi, akafamba akananga kunyika yeGireadhi yamakomo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Nokudaro akatiza nezvose zvaakanga anazvo akayambuka rwizi rwaYufuratesi, akafamba akananga kunyika yeGireadhi yamakomo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Saka akatiza nezvose zvaakanga anazvo, akayambuka Rwizi akananga kunyika yezvikomo yeGireadhi.

See the chapter Copy

Genesi 31:21

Follow us:

Advertisements

Advertisements