Genesi 31:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Rabhani akanga aenda kundoveura makushe ehwai dzake, Rakeri sarei oba tumwari twokuveza twababa vake Rabhani. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino Rabani wakaŋga aenda kundoʋeʋura makushe amakwai ake; Rakeri akaɓa cifananidzo cainamatwa caɓaɓa ʋake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Zvino Rabhani akanga aenda kundoveura makushe amakwai ake; Rakeri akaba chifananidzo chainamatwa chababa vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Rabhani akanga aenda kundoveura makushe ehwai dzake, Rakeri sarei oba tumwari twokuveza twababa vake Rabhani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Rabhani akanga aenda kundoveura makushe ehwai dzake, Rakeri sarei oba tumwari twokuveza twababa vake Rabhani. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Rabhani akati aenda kundoveura makwai ake, Rakeri akaba vamwari vomumba mababa vake. See the chapter |