Genesi 31:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Akatorawo upfumi hwake hwose. Vakatinha zvipfuwo zvavo zvose zvavakanga vawana kuMesopotamia, vakaenda nazvo kunyika yeKanani, kuna baba vavo Isaki. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 akatora ɀipfuwo ɀake ɀose, nefuma yake yose, yaakaŋga aʋuŋganidza, ɀipfuwo ɀaakaŋga apfuwa, ɀaakaŋga aʋuŋganidza paPadani‐arami, kuti aende kunaIsaka ɓaɓa ʋake, kunyika yeKanani. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 akatora zvipfuwo zvake zvose, nepfuma yake yose, yaakanga aunganidza, zvipfuwo zvaakanga apfuwa, zvaakanga aunganidza paPadhanaramu, kuti aende kuna Isaka baba vake, kunyika yeKenani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Akatorawo upfumi hwake hwose. Vakatinha zvipfuwo zvavo zvose zvavakanga vawana kuMesopotamia, vakaenda nazvo kunyika yeKanani, kuna baba vavo Isaki. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Akatorawo upfumi hwake hwose. Vakatinha zvipfuwo zvavo zvose zvavakanga vawana kuMesopotamia, vakaenda nazvo kunyika yeKanani, kuna baba vavo Isaki. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 uye akatinha zvipfuwo zvose pamwe chete nepfuma yose yaakanga aunganidza muPadhani Aramu, kuti aende kuna baba vake Isaka kunyika yeKenani. See the chapter |