Genesi 31:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Jakobho akarongedza, ndokukwidza vana vake namadzimai avo panghamera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ipapo Jakobo akasimuka, akataȿisa ʋana ʋake naʋakadzi ʋake pamakamera; See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Ipapo Jakobho akasimuka, akatasvisa vana vake navakadzi vake pamakamera; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Jakobho akarongedza, ndokukwidza vana vake namadzimai avo panghamera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Jakobho akarongedza, ndokukwidza vana vake namadzimai avo panghamera. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ipapo Jakobho akaisa vana vake navakadzi vake pangamera, See the chapter |