Genesi 31:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mukurota ikoko mutumwa waMwari akanditi, ‘Jakobho!’ Ini ndikati, ‘Ndiri pano!’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ipapo mutumŋa waMŋari akati kwandiri pakurota kwaŋgu: Jakobo! Ini ndikati: Ndiri pano haŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Ipapo mutumwa waMwari akati kwandiri pakurota kwangu, ‘Jakobho!’ Ini ndikati, ‘Ndiri pano hangu.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mukurota ikoko mutumwa waMwari akanditi, ‘Jakobho!’ Ini ndikati, ‘Ndiri pano!’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Mukurota ikoko mutumwa waMwari akanditi, ‘Jakobho!’ Ini ndikati, ‘Ndiri pano!’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Mutumwa waMwari akati kwandiri mukurota, ‘Jakobho,’ ini ndikapindura ndikati, ‘Ndiri pano.’ See the chapter |