Online Bible

- Advertisements -

Genesi 31:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 “Nguva iya yokunge mikono yezvipfuwo yava kutanda hadzi, ndakarota ndichiona kuti mikono yazvo yakanga ichitanda hadzi yaiva ine mitsetse mitsetse namavara mavara namakamba makamba.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀino ɀipfuwo ɀakati ɀicitora mazamu, ndakatarira ndikaʋona pakurota kwaŋgu nhoŋgo, dzakaŋga dzicikwira ɀipfuwo, dzakaŋga dzinemitsetsa, namaʋara, nedzakaita pfumbu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

10 “Zvino zvipfuwo zvakati zvichitora mazamu, ndakatarira ndikaona pakurota kwangu nhongo, dzakanga dzichikwira zvipfuwo, dzakanga dzine mitsetse, namavara, nedzakaita pfumbu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 “Nguva iya yokunge mikono yezvipfuwo yava kutanda hadzi, ndakarota ndichiona kuti mikono yazvo yakanga ichitanda hadzi yaiva ine mitsetse mitsetse namavara mavara namakamba makamba.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 “Nguva iya yokunge mikono yezvipfuwo yava kutanda hadzi, ndakarota ndichiona kuti mikono yazvo yakanga ichitanda hadzi yaiva ine mitsetse mitsetse namavara mavara namakamba makamba.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 “Panguva yokubereka kwezvipfuwo, ndakarota dzimwe hope dzokuti ndakatarira ndikaona kuti nhongo dzembudzi dzaisangana nezvipfuwo dzakanga dzine mitsetse, dzina mavara kana kuti dzina makwapa.

See the chapter Copy

Genesi 31:10

Follow us:

Advertisements

Advertisements