Online Bible

- Advertisements -

Genesi 3:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Chiripo ndechichi, Mwari anoziva kuti, musi wamunodya muchero iwoyo, meso enyu anopengenutswa, mobva mafanana naMwari, moziva zvakanaka nezvakaipa.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 nokuti Mŋari unoziʋa kuti nomusi wamunoɀidya nawo, meso enyu acaȿinudzwa, mukaʋa saMŋari, muciziʋa ɀakanaka neɀakaipa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 nokuti Mwari anoziva kuti nomusi amunozvidya nawo, meso enyu achasvinudzwa, mukava saMwari, muchiziva zvakanaka nezvakaipa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Chiripo ndechichi, Mwari anoziva kuti, musi wamunodya muchero iwoyo, meso enyu anopengenutswa, mobva mafanana naMwari, moziva zvakanaka nezvakaipa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Chiripo ndechichi, Mwari anoziva kuti, musi wamunodya muchero iwoyo, meso enyu anopengenutswa, mobva mafanana naMwari, moziva zvakanaka nezvakaipa.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Nokuti Mwari anoziva kuti mukaudya meso enyu achasvinudzwa, uye muchaita saMwari mugoziva zvakanaka nezvakaipa.”

See the chapter Copy

Genesi 3:5

Follow us:

Advertisements

Advertisements