Genesi 3:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mwari Tenzi akaitira Adhamu nomukadzi wake nguwo dzamatehwe ndokuvapfekedza. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Jehova Mŋari akaitira munhu nomukadzi wake ŋguʋo dzamatebge, akaʋafukidza idzo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Jehovha Mwari akaitira munhu nomukadzi wake nguo dzamatehwe, akavafukidza nadzo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mwari Tenzi akaitira Adhamu nomukadzi wake nguwo dzamatehwe ndokuvapfekedza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Mwari Tenzi akaitira Adhamu nomukadzi wake nguwo dzamatehwe ndokuvapfekedza. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Jehovha Mwari akaitira Adhamu nomukadzi wake nguo dzamatehwe uye akavafukidza. See the chapter |