Genesi 3:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Adhamu akatumidza mudzimai wake zita rokuti Evha nokuti ndivo amai vavanhu vose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Munhu akatumidza mukadzi wake zita rinonzi Eva; nokuti ndiye mai ʋaʋapenyu ʋose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Munhu akatumidza mukadzi wake zita rinonzi Evha; nokuti ndiye mai vavapenyu vose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Adhamu akatumidza mudzimai wake zita rokuti Evha nokuti ndivo amai vavanhu vose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Adhamu akatumidza mudzimai wake zita rokuti Evha nokuti ndivo amai vavanhu vose. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Uye Adhamu akatumidza mukadzi wake kuti Evha, nokuti aizova mai vavapenyu vose. See the chapter |