Genesi 3:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mwari Tenzi akabvunza mukadzi achiti, “Chii chawaita ichochi?” Mukadzi akati, “Nyoka ndiyo yandifurira ndikabva ndadya.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Jehova Mŋari akati kumukadzi: Cinyiko ico cawaita? Mukadzi akati: Nyoka yakandinyeŋgera, ndikadya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Jehovha Mwari akati kumukadzi, “Chiiko icho chawakaita?” Mukadzi akati, “Nyoka yakandinyengera, ndikadya.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mwari Tenzi akabvunza mukadzi achiti, “Chii chawaita ichochi?” Mukadzi akati, “Nyoka ndiyo yandifurira ndikabva ndadya.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Mwari Tenzi akabvunza mukadzi achiti, “Chii chawaita ichochi?” Mukadzi akati, “Nyoka ndiyo yandifurira ndikabva ndadya.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo Jehovha Mwari akati kumukadzi, “Chiiko ichi chawaita?” Mukadzi akati, “Nyoka yandinyengera, ndikadya.” See the chapter |