Genesi 3:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Adhamu akati, “Mukadzi wamakandipa kuti ndive naye, ndiye andipa muchero womuti iwoyo ndikadya.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Munhu akati: Mukadzi wamakandipa kuti aʋe neni, ndiye wakandipa ɀomuti ndikadya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Munhu akati, “Mukadzi wamakandipa kuti ave neni, ndiye wakandipa zvomuti ndikadya.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Adhamu akati, “Mukadzi wamakandipa kuti ndive naye, ndiye andipa muchero womuti iwoyo ndikadya.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Adhamu akati, “Mukadzi wamakandipa kuti ndive naye, ndiye andipa muchero womuti iwoyo ndikadya.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Murume akati, “Mukadzi wamakandipa kuno kuti ave neni, ndiye andipa mumwe muchero womuti, uye ini ndikadya.” See the chapter |