Genesi 3:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Adhamu akati, “Ndanzwa kufamba kwamanga muchiita mubindu ndikatya nokuti handina kusimira, ndokubva ndahwanda.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Iye akati: Ndakanzwa inzwi renyu mumunda, ndikatya, nokuti ndakaŋga ndisina‐kusimira; ndikaʋanda. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Iye akati, “Ndakanzwa izwi renyu mumunda, ndikatya, nokuti ndakanga ndisina kusimira, ndikahwanda.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Adhamu akati, “Ndanzwa kufamba kwamanga muchiita mubindu ndikatya nokuti handina kusimira, ndokubva ndahwanda.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Adhamu akati, “Ndanzwa kufamba kwamanga muchiita mubindu ndikatya nokuti handina kusimira, ndokubva ndahwanda.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Akapindura akati, “Ndanzwa inzwi renyu mubindu, uye ndatya nokuti ndanga ndisina kusimira; saka ndavanda.” See the chapter |