Genesi 18:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Varume vaya vakazoti, “Ko Sara mudzimai wako ari kupiko?” Abhurahamu akati, “Ari mutendhe umu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Iʋo ʋakati kwaari: Sara, mukadzi wako, uripiko Iye akati: Tarirai, uri mutente. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Ivo vakati kwaari, “Sara, mukadzi wako, ari kupiko?” Iye akati, “Tarirai, ari mutende.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Varume vaya vakazoti, “Ko Sara mudzimai wako ari kupiko?” Abhurahamu akati, “Ari mutendhe umu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Varume vaya vakazoti, “Ko Sara mudzimai wako ari kupiko?” Abhurahamu akati, “Ari mutendhe umu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Vakamubvunza vakati, “Mukadzi wako Sara aripiko?” Iye akati, “Ari mutende umo.” See the chapter |