Online Bible

- Advertisements -




Genesi 18:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Varume vaya vakazosimuka vonanga kuSodhomu. Abhurahamu akavaperekedza.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino ʋaya ʋarume ʋakasimuka, ʋakabva ipapo, ʋakatarira Sodoma; Abrahama akaenda naʋo aciʋaperekedza.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino vaya varume vakasimuka, vakabva ipapo, vakatarira Sodhomu; Abhurahamu akaenda navo achivaperekedza.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Varume vaya vakazosimuka vonanga kuSodhomu. Abhurahamu akavaperekedza.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Varume vaya vakazosimuka vonanga kuSodhomu. Abhurahamu akavaperekedza.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Varume vakati vasimuka kuti vaende, vakatarisa vakananga zasi kuSodhomu, uye Abhurahama akafamba navo achivaperekedza.

See the chapter Copy




Genesi 18:16

Follow us:

Advertisements


Advertisements