Online Bible

- Advertisements -

Genesi 17:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Mwari akataurira Abhurahamu kuti, “Unofanira kuchengeta chitenderano changu newe, iwe navana vako vachauya pazvizvarwa zvavo zvose.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Mŋari akati ʋo kunaAbrahama: Kana uri’we, ceŋgeta suŋgano yaŋgu, iwe naʋana ʋako ʋanokuteʋera pamarudzi aʋo ose.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Mwari akatiwo kuna Abhurahamu, “Kana uriwe, chengeta sungano yangu, iwe navana vako vanokutevera pamarudzi avo ose.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Mwari akataurira Abhurahamu kuti, “Unofanira kuchengeta chitenderano changu newe, iwe navana vako vachauya pazvizvarwa zvavo zvose.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Mwari akataurira Abhurahamu kuti, “Unofanira kuchengeta chitenderano changu newe, iwe navana vako vachauya pazvizvarwa zvavo zvose.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ipapo Mwari akati kuna Abhurahama, “Kana uriwe, unofanira kuchengeta sungano yangu, iwe nezvizvarwa zvako zvinokutevera kumarudzi achauya.

See the chapter Copy

Genesi 17:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements