Online Bible

- Advertisements -

Genesi 17:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ndichapa iwe navana vako vachauya nyika ino yauchiri kumboti apa garei tamei apa garei. Nyika yose yeKanani ichava yavana vako narini wose, ini ndichava Mwari wavo.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ndicakupa iwe naʋana ʋako ʋanokuteʋera, nyika mauri mutorwa iwe, nyika yeKanani yose, kuti iʋe yako nokusiŋgaperi; ini ndicaʋa Mŋari waʋo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Ndichakupa iwe navana vako vanokutevera, nyika mauri mutorwa iwe, nyika yeKenani yose, kuti ive yako nokusingaperi; ini ndichava Mwari wako.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ndichapa iwe navana vako vachauya nyika ino yauchiri kumboti apa garei tamei apa garei. Nyika yose yeKanani ichava yavana vako narini wose, ini ndichava Mwari wavo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Ndichapa iwe navana vako vachauya nyika ino yauchiri kumboti apa garei tamei apa garei. Nyika yose yeKanani ichava yavana vako narini wose, ini ndichava Mwari wavo.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Nyika yose yeKenani, mauri mutorwa zvino, ndichaipa kwauri nokusingaperi kuti ive yako nezvizvarwa zvako zvinokutevera; uye ini ndichava Mwari wavo.”

See the chapter Copy

Genesi 17:8

Follow us:

Advertisements

Advertisements