Genesi 17:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Ndichakupa vana vakawanda, mauri muchabva ndudzi dzakawanda, uye muchabudawo madzimambo mazhinji. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ndica kuɓerekesa ʋana ʋazhinji‐zhinji; ndicakuita ndudzi, namadzimambo acabva kwauri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Ndichakuberekesa vana vazhinji-zhinji; ndichakuita ndudzi, namadzimambo achabva kwauri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Ndichakupa vana vakawanda, mauri muchabva ndudzi dzakawanda, uye muchabudawo madzimambo mazhinji. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Ndichakupa vana vakawanda, mauri muchabva ndudzi dzakawanda, uye muchabudawo madzimambo mazhinji. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ndichakuita kuti uve navana vazhinji; ndichaita ndudzi kubva mauri, uye madzimambo achabva pauri. See the chapter |