Genesi 17:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 navanhurume vose vaiti vakaberekerwa mumusha make navaya vaakatenga nemari kuvatorwa vakadzingiswa pamwechete naye. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Naʋarume ʋose ʋeimba yake, ʋakaŋga ʋaɀarirwa mumba make, naʋakaŋga ʋateŋgwa nemari kuʋatorwa, ʋakadziŋgiswa pamŋe cete naye. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Navarume vose veimba yake, vakanga vazvarirwa mumba make, navakanga vatengwa nemari kuvatorwa, vakadzingiswa pamwechete naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 navanhurume vose vaiti vakaberekerwa mumusha make navaya vaakatenga nemari kuvatorwa vakadzingiswa pamwechete naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 navanhurume vose vaiti vakaberekerwa mumusha make navaya vaakatenga nemari kuvatorwa vakadzingiswa pamwechete naye. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Uye munhurume wose aiva mumba maAbhurahama, kusanganisa vaya vakaberekerwa mumba make kana vakanga vatengwa kubva kuvatorwa, vakadzingiswa pamwe chete naye. See the chapter |