Genesi 17:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Abhurahamu akanga ava namakumi mapfumbamwe amakore ana makore mapfumbamwe paakadzingiswa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Abrahama wakaŋga anamakore anamakumi mapfumbamŋe nan apfumbamŋe musi wokudziŋgiswa kwake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Abhurahamu wakanga ana makore ana makumi mapfumbamwe namapfumbamwe musi wokudzingiswa kwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Abhurahamu akanga ava namakumi mapfumbamwe amakore ana makore mapfumbamwe paakadzingiswa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Abhurahamu akanga ava namakumi mapfumbamwe amakore ana makore mapfumbamwe paakadzingiswa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Abhurahama akanga ava namakore makumi mapfumbamwe namapfumbamwe okuberekwa paakadzingiswa, See the chapter |