Genesi 17:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndichakomborera Sara akuberekere mwana mukomana. Ndichakomborera Sara, agova amai vendudzi dzavanhu, maari muchabudawo madzimambo avanhu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 ndicamuropafadza iye, ndikupe mŋanakomana kwaari; ndicamuropafadza iye, kuti aʋe mai ʋendudzi; madzimambo aʋanhu acabva maari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 ndichamuropafadza iye, ndikupe mwanakomana kwaari; ndichamuropafadza iye, kuti ave mai vendudzi; madzimambo avanhu achabva maari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndichakomborera Sara akuberekere mwana mukomana. Ndichakomborera Sara, agova amai vendudzi dzavanhu, maari muchabudawo madzimambo avanhu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndichakomborera Sara akuberekere mwana mukomana. Ndichakomborera Sara, agova amai vendudzi dzavanhu, maari muchabudawo madzimambo avanhu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ndichamuropafadza uye zvirokwazvo ndichakupa mwanakomana naye. Ndichamuropafadza kuitira kuti agozova mai vendudzi; madzimambo amarudzi achabva kwaari.” See the chapter |