Genesi 17:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mwari akataurirazve Abhurahamu kuti, “Mudzimai wako Sarai, chirega kunge uchamudaidza nezita rokuti Sarai, zita rake rava kunzi Sara. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Mŋari akati ʋo kunaAbrahama: Kana ari Sarai, mukadzi wako, haufaniri kuzomutumidza zita rinonzi Sarai, asi zita rake ricanzi Sara; See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Mwari akatiwo kuna Abhurahamu, “Kana ari Sarai, mukadzi wako haufaniri kuzomutumidza zita rinonzi Sarai, asi zita rake richanzi Sara; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mwari akataurirazve Abhurahamu kuti, “Mudzimai wako Sarai, chirega kunge uchamudaidza nezita rokuti Sarai, zita rake rava kunzi Sara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Mwari akataurirazve Abhurahamu kuti, “Mudzimai wako Sarai, chirega kunge uchamudaidza nezita rokuti Sarai, zita rake rava kunzi Sara. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Mwari akatiwo kuna Abhurahama, “Kana ari Sarai mukadzi wako, hauchazomutizve Sarai; zita rake richanzi Sara. See the chapter |