Online Bible

- Advertisements -

Genesi 17:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Munofanira kudzingiswa. Kudzingiswa ikoku ndiko kuchava chiratidzo chechitenderano changu nemi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Mudziŋgiswe panyama yecikanda cenyu capamberi, kuti ciʋe ciratidzo cesuŋgano iri pakati paŋgu nemi

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Mudzingiswe panyama yechikanda chenyu chapamberi, kuti chive chiratidzo chesungano iri pakati pangu nemi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Munofanira kudzingiswa. Kudzingiswa ikoku ndiko kuchava chiratidzo chechitenderano changu nemi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Munofanira kudzingiswa. Kudzingiswa ikoku ndiko kuchava chiratidzo chechitenderano changu nemi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Munofanira kudzingiswa, uye ichi chichava chiratidzo chesungano pakati pangu newe.

See the chapter Copy

Genesi 17:11

Follow us:

Advertisements

Advertisements