Genesi 17:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Abhuramu paakanga ava namakore makumi mapfumbamwe, Tenzi akazviratidza kwaari akati, “Ndini Aripagomo. Tevera gwara rangu uvewo munhu akarurama. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Abrama wakati aȿika makore anamakumi mapfumbamŋe namapfumbamŋe, Jehova akaɀiratidza kunaAbrama, akati kwaari: Ndini Mŋari wamasimba ose; famba pamberi paŋgu, uʋe wakarurama. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Abhuramu wakati asvika makore ana makumi mapfumbamwe namapfumbamwe, Jehovha akazviratidza kuna Abhuramu, akati kwaari, “Ndini Mwari waMasimbaose, famba pamberi pangu, uve wakarurama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Abhuramu paakanga ava namakore makumi mapfumbamwe, Tenzi akazviratidza kwaari akati, “Ndini Aripagomo. Tevera gwara rangu uvewo munhu akarurama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Abhuramu paakanga ava namakore makumi mapfumbamwe, Tenzi akazviratidza kwaari akati, “Ndini Aripagomo. Tevera gwara rangu uvewo munhu akarurama. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Abhurama akati ava namakore makumi mapfumbamwe namapfumbamwe okuberekwa, Jehovha akazviratidza kwaari akati, “Ndini Mwari Wamasimba Ose; famba pamberi pangu uye uve wakarurama. See the chapter |