Genesi 16:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Hagari akazoberekera Abhuramu mwana mukomana. Abhuramu akatumidza mwana wake zita rokuti Ishimaeri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Hagari akaɓerekera Abrama mŋanakomana; Abrama akatumidza mŋanakomana wake, wakaɓerekwa naHagari, zita rinonzi Ishmaeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Hagari akaberekera Abhuramu mwanakomana; Abhuramu akatumidza mwanakomana wake, wakaberekwa naHagari, zita rinonzi Ishimaeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Hagari akazoberekera Abhuramu mwana mukomana. Abhuramu akatumidza mwana wake zita rokuti Ishimaeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Hagari akazoberekera Abhuramu mwana mukomana. Abhuramu akatumidza mwana wake zita rokuti Ishimaeri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Saka Hagari akaberekera Abhurama mwanakomana, uye Abhurama akapa zita rokuti Ishumaeri kumwanakomana waakanga abereka. See the chapter |