Genesi 16:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mutumwa waTenzi akamuti, “Ndichaitawo kuti vana vako vawande chaizvo zvokuti havangaverengeki. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Mutumŋa waJehova akati kwaari: Ndicawandisa ʋana ʋako, ʋarege kuʋereŋgwa nokuwanda kwaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Mutumwa waJehovha akati kwaari, “Ndichawandisa vana vako, varege kuverengwa nokuwanda kwavo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mutumwa waTenzi akamuti, “Ndichaitawo kuti vana vako vawande chaizvo zvokuti havangaverengeki. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mutumwa waTenzi akamuti, “Ndichaitawo kuti vana vako vawande chaizvo zvokuti havangaverengeki. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Mutumwa akatizve, “Ndichawandisa zvizvarwa zvako zvokuti havangaverengeki.” See the chapter |