Genesi 16:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Sarai, mudzimai waAbhuramu haana kumuberekera mwana, asi aiva nomuranda wake wechikadzi worudzi rwechiIjipiti ainzi Hagari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Sarai, mukadzi waAbrama, wakaŋga asiŋgamuɓerekeri ʋana; iye wakaŋga anomurandakadzi, muEgipita, wainzi Hagari. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Sarai, mukadzi waAbhuramu, wakanga asingamuberekeri vana; iye wakanga aine murandakadzi, muIjipiti, wainzi Hagari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Sarai, mudzimai waAbhuramu haana kumuberekera mwana, asi aiva nomuranda wake wechikadzi worudzi rwechiIjipiti ainzi Hagari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Sarai, mudzimai waAbhuramu haana kumuberekera mwana, asi aiva nomuranda wake wechikadzi worudzi rwechiIjipiti ainzi Hagari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino Sarai, mukadzi waAbhurama, akanga asina kumuberekera vana. Asi iye akanga ano murandakadzi wechiIjipita ainzi Hagari; See the chapter |