Genesi 15:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Abhuramu akatenda Tenzi zvikaita kuti Tenzi amuti akarurama. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Iye akatenda Jehova, akamuti ndiko kururama kwake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Iye akatenda Jehovha, akamuti ndiko kururama kwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Abhuramu akatenda Tenzi zvikaita kuti Tenzi amuti akarurama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Abhuramu akatenda Tenzi zvikaita kuti Tenzi amuti akarurama. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Abhurama akatenda Jehovha, uye iye akamuti ndiko kururama kwake. See the chapter |