Genesi 15:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Abhuramu akatizve, “Tarisai muoneka kuti hamuna kundipa mwana. Saka muranda akaberekerwa mumusha mangu ndiye achatodya nhaka yangu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Abrama akati: Tarirai, hamuna‐kundipa mŋana; ɀino uyo wakaponerwa mumba maŋgu ndiye ucaʋa mudyi wenhaka yaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Abhuramu akati, “Tarirai, hamuna kundipa mwana; zvino uyo wakaponerwa mumba mangu ndiye achava mudyi wenhaka yangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Abhuramu akatizve, “Tarisai muoneka kuti hamuna kundipa mwana. Saka muranda akaberekerwa mumusha mangu ndiye achatodya nhaka yangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Abhuramu akatizve, “Tarisai muoneka kuti hamuna kundipa mwana. Saka muranda akaberekerwa mumusha mangu ndiye achatodya nhaka yangu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Uye Abhurama akati, “Hamuna kundipa vana; saka muranda ari mumba mangu ndiye achava mudyi wenhaka yangu.” See the chapter |