Genesi 15:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kuzoti zuva radoka, kwasviba, kwakaoneka mbaura yaipfumbuka utsi nezhenje romoto richipfuura napakati pamapandi enyama aye. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino zuʋa rakati raʋira, kwaȿiɓa, coto cinopfuŋgaira nezhenje romŋoto ɀakaʋonekwa ɀicipfuʋura napakati penhindi idzedzo dzenyama. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Zvino zuva rakati ravira, kwasviba, choto chinopfungaira nezhenje romoto zvakaonekwa zvichipfuura napakati penhindi idzodzo dzenyama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kuzoti zuva radoka, kwasviba, kwakaoneka mbaura yaipfumbuka utsi nezhenje romoto richipfuura napakati pamapandi enyama aye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Kuzoti zuva radoka, kwasviba, kwakaoneka mbaura yaipfumbuka utsi nezhenje romoto richipfuura napakati pamapandi enyama aye. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Zuva rakati ravira, uye kwasviba, choto chinopfungaira utsi uye nomwenje unopfuta zvakaonekwa uye zvikapfuura napakati penhindi. See the chapter |