Genesi 15:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kwaiti kukauya magora pamitumbi iya yakanga yatsemurwa, Abhuramu oadzinga. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ipapo magora akaɓurukira kunyama, asi Abrama wakaadziŋga. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Ipapo magora akaburukira kunyama, asi Abhuramu wakaadzinga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kwaiti kukauya magora pamitumbi iya yakanga yatsemurwa, Abhuramu oadzinga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Kwaiti kukauya magora pamitumbi iya yakanga yatsemurwa, Abhuramu oadzinga. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ipapo shiri dzinodya nyama dzakaburukira panyama, asi Abhurama akadzidzinga. See the chapter |