Genesi 15:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mushure maizvozvi zvose, Abhuramu akaona chiratidzo akanzwa izwi raTenzi richiti, “Usambotya zvako Abhuramu. Ndini nhoo yako yokukudzivirira. Mubayiro wako uchava mukuru kwazvo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Shure kwaiɀoɀo shoko raJehova rakaȿika kunaAbrama paneɀaakaratidzwa, riciti: Usatya Abrama; ini ndiri nhoʋo yako nomuɓairo wako mukuru‐kuru. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Shure kwaizvozvo shoko raJehovha rakasvika kuna Abhuramu pane zvaakaratidzwa, richiti, “Usatya Abhuramu; ini ndiri nhoo yako nomubayiro wako mukuru-kuru.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mushure maizvozvi zvose, Abhuramu akaona chiratidzo akanzwa izwi raTenzi richiti, “Usambotya zvako Abhuramu. Ndini nhoo yako yokukudzivirira. Mubayiro wako uchava mukuru kwazvo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mushure maizvozvi zvose, Abhuramu akaona chiratidzo akanzwa izwi raTenzi richiti, “Usambotya zvako Abhuramu. Ndini nhoo yako yokukudzivirira. Mubayiro wako uchava mukuru kwazvo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Shure kwaizvozvo shoko raJehovha rakasvika kuna Abhurama muchiratidzo richiti: “Usatya, Abhurama. Ndiri nhoo yako, mubayiro wako mukuru chaizvo.” See the chapter |