Genesi 14:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vakazodzoka vakaenda kuEnimishipati (kana kuti kuKadheshi), vakakurira nyika yose yavaAmereki navaAmori vakanga vagere Hazazonitamari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋakadzoka, ʋakaȿika Enimishpati (rinonzi ʋo Kadeshi), ʋakakunda nyika yose yaʋaAmareki, naʋaAmori, ʋakaŋga ʋagere paHazazonitamari. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Vakadzoka, vakasvika Enimishipati (rinonziwo Kadheshi), vakakunda nyika yose yavaAmareki, navaAmori, vakanga vagere paHazazoni-tamari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vakazodzoka vakaenda kuEnimishipati (kana kuti kuKadheshi), vakakurira nyika yose yavaAmereki navaAmori vakanga vagere Hazazonitamari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Vakazodzoka vakaenda kuEnimishipati (kana kuti kuKadheshi), vakakurira nyika yose yavaAmereki navaAmori vakanga vagere Hazazonitamari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo vakadzokera vakaenda kuEni Mishipati (ndiro Kadheshi), uye vakakunda nyika yose yavaAmareki, pamwe chete navaAmori vakanga vachigara muHazazoni Tamari. See the chapter |