Genesi 14:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akadzoka nezvinhu zvose zvakanga zvapambwa, akadzokawo nehama yake Roti nezvinhu zvake, navakadzi navamwe vanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Akadzosa fuma yose, akadzosa ʋo Roti, hama yake, nefuma yake, naʋakadzi ʋo naʋanhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Akadzosa pfuma yose, akadzosawo Roti, hama yake, nepfuma yake, navakadziwo navanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akadzoka nezvinhu zvose zvakanga zvapambwa, akadzokawo nehama yake Roti nezvinhu zvake, navakadzi navamwe vanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Akadzoka nezvinhu zvose zvakanga zvapambwa, akadzokawo nehama yake Roti nezvinhu zvake, navakadzi navamwe vanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Akadzosa zvinhu zvose uye akadzosawo hama yake Roti nepfuma yake, pamwe chete navakadzi navamwe vanhu. See the chapter |