Genesi 14:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Bani reSidhimu rakanga riine migodhi mizhinji yetara. Madzimambo eSodhomu neGomora akatiza, vamwe vanhu vavo vakawira mumigodhi yacho. Vakasarawo vakatizira kumakomo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino mupata weSidimi wakaŋga uzere namakomba anebitumini, madzimambo eSodoma neGomora ʋakatiza ʋakawira’mo; ʋakasara ʋakatizira kugomo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Zvino mupata weSidhimu wakanga uzere namakomba ane tara, madzimambo eSodhomu neGomora vakatiza vakawiramo; vakasara vakatizira kugomo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Bani reSidhimu rakanga riine migodhi mizhinji yetara. Madzimambo eSodhomu neGomora akatiza, vamwe vanhu vavo vakawira mumigodhi yacho. Vakasarawo vakatizira kumakomo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Bani reSidhimu rakanga riine migodhi mizhinji yetara. Madzimambo eSodhomu neGomora akatiza, vamwe vanhu vavo vakawira mumigodhi yacho. Vakasarawo vakatizira kumakomo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvino mupata weSidhimi wakanga uzere namakomba etara, uye madzimambo eSodhomu neGomora paakatiza, vamwe varume vakawira maari uye vakasara vakatizira kuzvikomo. See the chapter |