Genesi 13:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Roti uya aifamba naAbhuramu aivawo nemombe nezvimwewo zvipfuwo namatendhe ake See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 NaRoti ʋo, iye wakaenda naAbrama, wakaŋga anamakwai, neŋombe, namatente. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 NaRoti, iye wakaenda naAbhuramu, wakanga aine makwai, nemombe, namatende. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Roti uya aifamba naAbhuramu aivawo nemombe nezvimwewo zvipfuwo namatendhe ake See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Roti uya aifamba naAbhuramu aivawo nemombe nezvimwewo zvipfuwo namatendhe ake See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Zvino Roti, uyo akanga achifamba naAbhurama, akanga ana makwai nemombewo namatende. See the chapter |