Genesi 12:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Asi Tenzi akaunzira Farao navanhu veimba yake matambudziko makuru kwazvo pamusana paSarai mudzimai waAbhuramu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Asi Jehova wakatambudza Farao naʋeimba yake namaɗambudziko makuru nokuɗa kwaSarai, mukadzi waAbrama. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Asi Jehovha wakatambudza Farao neveimba yake namadambudziko makuru nokuda kwaSarai, mukadzi waAbhuramu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Asi Tenzi akaunzira Farao navanhu veimba yake matambudziko makuru kwazvo pamusana paSarai mudzimai waAbhuramu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Asi Tenzi akaunzira Farao navanhu veimba yake matambudziko makuru kwazvo pamusana paSarai mudzimai waAbhuramu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Asi Jehovha akatambudza Faro neveimba yake nehosha yakaipisisa nokuda kwaSarai mukadzi waAbhurama. See the chapter |