Genesi 12:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Abhuramu paakasvika kuIjipiti, vaIjipiti vakaona kuti mukadzi wacho akanga akanaka kwazvo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino Abrama aciȿika Egipita, ʋaEgipita ʋakaʋona mukadzi kuti wakanaka kwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Zvino Abhuramu achisvika Ijipiti, vaIjipiti vakaona mukadzi kuti wakanaka kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Abhuramu paakasvika kuIjipiti, vaIjipiti vakaona kuti mukadzi wacho akanga akanaka kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Abhuramu paakasvika kuIjipiti, vaIjipiti vakaona kuti mukadzi wacho akanga akanaka kwazvo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Abhurama akati asvika kuIjipiti, vaIjipita vakaona kuti akanga ane mukadzi akanaka kwazvo. See the chapter |