Genesi 12:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Munyika iyoyo makaita nzara, shangwa chaiyo yenzara. Saka Abhuramu akaenda Ijipiti kumbondogarako. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino nzara yakaŋga iri’po panyika iyo; Abrama ndokuɓurukira Egipita kundogara’ko; nokuti nzara yakaŋga iri huru panyika iyo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Zvino nzara yakanga iripo panyika iyo; Abhuramu ndokuburukira Ijipiti kundogarako; nokuti nzara yakanga iri huru panyika iyo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Munyika iyoyo makaita nzara, shangwa chaiyo yenzara. Saka Abhuramu akaenda Ijipiti kumbondogarako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Munyika iyoyo makaita nzara, shangwa chaiyo yenzara. Saka Abhuramu akaenda Ijipiti kumbondogarako. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvino nzara yakanga iripo panyika, uye Abhurama akaburuka akaenda kuIjipiti kuti andogara ikoko kwechinguva nokuti nzara yakanga iri huru kwazvo. See the chapter |