Genesi 12:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Tenzi akataurira Abhuramu kuti, “Chibva munyika mako, ubve mukati mehama dzako, usiye musha wababa vako utamire kunyika yandichakuratidza. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Jehova wakati kunaAbrama: Ibva panyika yako, nokuhama dzako, nokuimba yaɓaɓa ʋako, uende kunyika yandicakuratidza iyo; See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jehovha wakati kuna Abhuramu, “Ibva panyika yako, nokuhama dzako, nokuimba yababa vako, uende kunyika yandichakuratidza iyo; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Tenzi akataurira Abhuramu kuti, “Chibva munyika mako, ubve mukati mehama dzako, usiye musha wababa vako utamire kunyika yandichakuratidza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Tenzi akataurira Abhuramu kuti, “Chibva munyika mako, ubve mukati mehama dzako, usiye musha wababa vako utamire kunyika yandichakuratidza. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jehovha akanga ati kuna Abhurama, “Siya nyika yako, vanhu vako neimba yababa vako uye uende kunyika yandichakuratidza. See the chapter |