Genesi 11:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Tenzi akaburuka kudenga kuzoona guta neshongwe zvakanga zvavakwa navanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ipapo Jehova wakaɓuruka kuzotarira guta noruȿiŋgo, rwakaŋga ruciʋakwa naʋanakomana ʋaʋanhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Ipapo Jehovha wakaburuka kuzotarira guta norusvingo, rwakanga ruchivakwa navanakomana vavanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Tenzi akaburuka kudenga kuzoona guta neshongwe zvakanga zvavakwa navanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Tenzi akaburuka kudenga kuzoona guta neshongwe zvakanga zvavakwa navanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Asi Jehovha akaburuka pasi kuti azoona guta neshongwe yakanga ichivakwa navanhu. See the chapter |