Genesi 11:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vakazoti, “Ngatizvivakirei guta rine nhungamakore yeshongwe, tiite zita rino mukurumbira, tirege kungopararira nenyika.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋakati: Ʋuyai, ŋgatiɀiʋakire guta, noruȿiŋgo, runomusoro unoȿikira kuɗeŋga; tiɀimutsire mukurumbira, kuti tirege kupararira panyika yose. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Vakati, “Uyai, ngatizvivakire guta, norusvingo, runomusoro unosvikira kudenga; tizvimutsire mukurumbira, kuti tirege kupararira panyika yose.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vakazoti, “Ngatizvivakirei guta rine nhungamakore yeshongwe, tiite zita rino mukurumbira, tirege kungopararira nenyika.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vakazoti, “Ngatizvivakirei guta rine nhungamakore yeshongwe, tiite zita rino mukurumbira, tirege kungopararira nenyika.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ipapo vakati, “Uyai, ngatizvivakirei guta neshongwe inosvika kudengadenga, kuti tizviitire mukurumbira uye kuti tirege kupararira panyika yose.” See the chapter |