Genesi 11:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi Sarai akanga asina mbereko asina mwana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Sarai wakaŋga asiŋgaɓereki, wakaŋga asinomŋana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Sarai wakanga asingabereki, wakanga asina mwana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi Sarai akanga asina mbereko asina mwana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Asi Sarai akanga asina mbereko asina mwana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Zvino Sarai akanga asingabereki; akanga asina vana. See the chapter |