Genesi 11:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Shera akagara makumi matatu amakore akabereka Ebheru. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Shera wakagara makore anamakumi matatu, akaɓereka Eberi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Shera wakagara makore ana makumi matatu, akabereka Ebheru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Shera akagara makumi matatu amakore akabereka Ebheru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Shera akagara makumi matatu amakore akabereka Ebheru. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Shera akati ava namakore makumi matatu okuberekwa, akabereka Ebheri. See the chapter |